KwaunobvaDuramazwiSshoyoyo

Duramazwi

shoyoyo

Zvinoreva

Kana munhu aimbovhaira asiti shoyoyo, anenge apera manyawi nokuda kwechimwe chinhu chinenge chamudzikamisa.

1

Aisimbovhaira asi kubva pakabuda basa asiti shoyoyo.

Kana munhu aimbovhaira asiti shoyoyo, anenge apera manyawi nokuda kwechimwe chinhu chinenge chamudzikamisa.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shozhono

Kuti shozhono kutendeuka nomuviri wose uchitarisa kwawabva.

Verenga

Swipe for the next word