KwaunobvaDuramazwiFfuratidza

Duramazwi · zita

furatidza

Zvinoreva

Kukonzera kuti chimwe chinhu chitarise kune rimwe divi (to cause to turn away).

Kufuratidza kutendeudza chinhu kana munhu kuti atarise sure kwake.

1

Kana chikafu chichifuratidza mwoyo chinenge chisinganaki.

Kufuratidza mwoyo kushandisira munhu mishonga yokuti ashaye hanya nevamwe vanhu kusiya kweanenge amupa mishonga wacho.

2

3

Kufuratidza kushandisa mushonga womupfuhwira.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furatidzwa

Kana munhu achinzi akafuratidzwa anenge akapiwa mushonga wokuti akanganwe hama dzake kana kumusha kwake.

Verenga

Swipe for the next word