KwaunobvaDuramazwiFfuratira

Duramazwi

furatira

Zvinoreva

Kufuratira kutendeuka uchipa gotsi rako kune mumwe munhu kana kuti chimwe chinhu.

1

Kufuratira kutendeuka uchipa gotsi rako kune mumwe munhu kana kuti chimwe chinhu.

Debra ainge avewo confused kuti BaTakue vakabva vatomufuratira.

Plus akangoti achiona vakuvhura door remota achibva angoisa chigubhu mumaoko achibva atofuratira.

Kungoti Mai Goneso mwoyo wavo waive wakatofuratira chaiko zvekuti vaive vasisina kana basa nemunhu.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furau

Mufananidzo wezvakasiyana munyaya dzerudo.

Verenga

Swipe for the next word