KwaunobvaDuramazwiFfurawa

Duramazwi · zita

furawa

flour

Zvinoreva

Furawa upfu hwegorosi hwakatsetseka chaizvo, hunoshandiswa kubika chingwa kana makeke.

1

Furawa upfu hwegorosi hwakatsetseka chaizvo, hunoshandiswa kubika chingwa kana makeke.

Ganyiwa masanganiswa eupfu kana furawa nemvura, zvinoshandiswa kubikisa chingwa.

Kukavhanga furawa yokubikisa chingwa kuirovarova nokuiumbiridza kuti inyatsosangana.

Furawa upfu hwegorosi hwakatsetseka chaizvo, hunoshandiswa kubika chingwa kana makeke.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furawo

Mweya unoti pfuvura mumatambudziko.

Verenga

Swipe for the next word