KwaunobvaDuramazwiFfuraya

Duramazwi · zita

furaya

fry

Zvinoreva

Kufuraya kukanga chokudya nemafuta anopisa chaizvo pasina kudira mvura.

Furaya ibepa rimwe chete rinoshandiswa nevane nge vachishambadza zvinhu zvavo, pavanonyora zvavanenge vachida kuti vanhu vazive.

1

Amai vanofuraya hove muhope pamoto.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furema

Kufurema kuisa pikicha kana mufananidzo mufuremu.

Verenga

Swipe for the next word