Duramazwi · zita
Zvinoreva
Furashi chiedza chegetsi chakakura uye chinongopenya kwenguva duku.
1
Furashi chiedza chegetsi chakakura uye chinongopenya kwenguva duku.
Kamera ine furashi yakanaka nokuti inotora mifanani dzo chero kusina zuva.
Furashi chiedza chegetsi chakakura uye chinongopenya kwenguva duku.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03furasiki
Furasiki ibhodhoro rine midhuri miviri mitete isingapindi mhepo, inoita kuti zvinwiwa zviri mukati zvigare zvichidziya kana kutonhorera.
VerengaSwipe for the next word