Duramazwi
Zvinoreva
Kutenderera-tenderera kudzokorora kufamba panzvimbo imwe chete.
1
Kutenderera-tenderera kudzokorora kufamba panzvimbo imwe chete.
Ndege dzaingoramba dzichitenderera-tenderera musha wedu zvekuti takange totya.
2
Kutenderera-tenderera kuramba uchingotaura zvinhu zvakawanda usinganyatsonangana nezvauri kuda kutaura chaizvo.
Kana uchinyora bvunzo haufaniri kutenderera-tenderera nekuti mukwenyi haazogutswi nebasa rako.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tenderere
Kana munhu akati tenderere anenge abva panzvimbo obva adzoka pakarepo pasina kure kwaanenge amboenda.
VerengaSwipe for the next word