KwaunobvaDuramazwiTtenderera

Duramazwi

tenderera

circular · circulate · rotate

Zvinoreva

Kusananga pauri kuda.

1

Kusananga pauri kuda.

Kana uchinyora bvunzo haufaniri kutenderera-tenderera nekuti mukwenyi haazogutswi nebasa rako.

Kuengerera kutenderera-tenderera kwemunhu anenge a-ine zvaakamirira.

Kuti ze-e pu kudonha kwemunhu anga achitenderera-tenderera panzvimbo imwe chete ozoita dzungu.

2

Kumonereka.

3

Kana mutauri wenyaya achinzi ari kutenderera anenge achingotaura asingabudisi zvacho chaizvo zvaanenge ari kutaura nezvazvo.

4

Kana nzira ichitenderera inenge isina kuti twasu kuenda kwainoenda asi ichipoteredza nzvimbo.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tenderera-tenderera

Kutenderera-tenderera kudzokorora kufamba panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word