KwaunobvaDuramazwiPpota

Duramazwi

pota

rove · plead

Zvinoreva

Kukwata.

Kupota kuenda seri kwechimwe chinhu zvokusaonekwa.

1

Kukwata.

Tadiwa akangoti " kkkk musandityire maiguru zvakarongeka, regai ndimbopota pota nenyika.

Moyeuka kupota muchiuya naye kwandiri ndichizoongorora kuona kuti pane ari kupora here kana kuti kwete.

Usazokanganwa kupota uchiona murairidzi wako kuti akubatsire paunenge usina kunzwisisa uye kumutaridzavo basa rako.

2

Kupota kuenda seri kwechimwe chinhu zvokusaonekwa.

Tadiwa akangoti " kkkk musandityire maiguru zvakarongeka, regai ndimbopota pota nenyika.

Moyeuka kupota muchiuya naye kwandiri ndichizoongorora kuona kuti pane ari kupora here kana kuti kwete.

3

Kupota uchiita chinhu kugara uchichiita.

Mwana anopota achiuya kubva kubasa.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word