Duramazwi
Zvinoreva
Kupotera kuenda kune imwe nzvimbo, kana kune mumwe munhu, kuti akudzivirire ugorega kuurayiwa kana kurohwa.
1
Kupotera kuenda kune imwe nzvimbo, kana kune mumwe munhu, kuti akudzivirire ugorega kuurayiwa kana kurohwa.
Mai Mhofu vakatanga kupopotera Tanaka.
Kana munhu achikwangwandika anenge achipopotera zvinhu zvisina basa nguva dzose.
Kupopotera munhu kumutaurira mazwi anomurwadza pamwoyo nezwi rinoratidza ukasha.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03poteredza
Kana uchipoteredza unenge uchiisa zvinhu kumativi ose echimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word