Duramazwi
poteredza
-tenderedza
Duramazwi
Kana uchipoteredza unenge uchiisa zvinhu kumativi ose echimwe chinhu.
Kana uchipoteredza unenge uchiisa zvinhu kumativi ose echimwe chinhu.
Takapoteredza musha wedu neheji.
Chiita seunotaura nemunhu ari pedyo newe kuti atore zvinhu zvakakupoteredza izvi.
Imbotarisa zvinhu zvakakupoteredza.
-tenderedza
Duramazwi
01 / 03poterera
Kupoterera kufamba kusvikira munhu atenderedza chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word