Duramazwi · zita
poto
pot
Duramazwi · zita
pot
Poto mudziyo wakagadzirwa nesimbi, unobikirwa zvokudya.
Poto mudziyo wakagadzirwa nesimbi, unobikirwa zvokudya.
Maitakue vakangosimuka nehasha kwave kunotora poto nemugoti mukitchen mamai Mhofu.
Poto yaitotsva achinyeya Mai Mhofu neshamwari yake Mai Takue.
So akanosuka hake chero poto yekuti akokote kwaive kusina.
Duramazwi
01 / 03potsa [-posa]
Kupotsa kutadza kupfura kana kubaya chawanga wakananga.
VerengaSwipe for the next word