Duramazwi
potsa [-posa]
-posha
Duramazwi
Kupotsa kutadza kupfura kana kubaya chawanga wakananga.
Kupotsa kutadza kupfura kana kubaya chawanga wakananga.
Kana chinhu chichinzi chapotsa chaitika zvinenge zvichireva kuti changa chasara padiki kuti chiitike.
Ndapotsa ndaenda kutawendi, ungadai watondishaya so.
-posha
Duramazwi
01 / 03potse
Kuti potse kutadza kunanga chinhu chaunenge uchida kutema.
VerengaSwipe for the next word