Duramazwi
suwa
sad · unhappy
Duramazwi
sad · unhappy
Kana munhu akasuwa anenge usina mufaro.
Kuve negwadzi pamhiri pechinhu chauya uine chido nacho.
Kana munhu akasuwa anenge usina mufaro.
Kufumvara kugara pasi munhu akakotamira mberi uye akanyarara, achitaridza kusuwa.
Kana munhu akati kurududu anenge akagara akatsikitsira achitaridza kusuwa kukuru.
Kana munhu akanyevenudza mwoyo wake anenge abvisa kusuwa neshungu dzaanga achimbonzwa.
Kuve negwadzi pamhiri pechinhu chauya uine chido nacho.
Kufumvara kugara pasi munhu akakotamira mberi uye akanyarara, achitaridza kusuwa.
Kana munhu akati kurududu anenge akagara akatsikitsira achitaridza kusuwa kukuru.
Kana munhu akanyevenudza mwoyo wake anenge abvisa kusuwa neshungu dzaanga achimbonzwa.
-suruwara
Duramazwi
01 / 03suwira
Kushuvira nenzira yehupenyu.
VerengaSwipe for the next word