KwaunobvaDuramazwiKkuta

Duramazwi

kuta

Zvinoreva

Kupotsa.

Kana vanhu vakakukuta vanenge vauya kuzokutsigira pane zvaunenge uchiita. Kuchange kuine jakwara saka, hama vadiwa, uyai muzotikuta.

1

Kupotsa.

Kubvuta kutora mumwe chinhu chake zvine mukundo, pasina kuwirirana kana kuta urirana.

Kunyan'anya kuta-urisa zvokusapa vamwe mukana, uye munhu achifambisa nhengo dzomuviri.

2

1 Kukuta chinhu kutadza kuchinanga. Akati akande chibhakera kuna Tomu, ndokubva amukuta achinonyondera pasi nemuromo.

3

2 Kukuta chinhu kutadza kuchiwana.

4

3 Kukuta chinhu kutadza kuchibata.

5

Kana vanhu vakakukuta vanenge vauya kuzokutsigira pane zvaunenge uchiita. Kuchange kuine jakwara saka, hama vadiwa, uyai muzotikuta.

Kubvuta kutora mumwe chinhu chake zvine mukundo, pasina kuwirirana kana kuta urirana.

Kunyan'anya kuta-urisa zvokusapa vamwe mukana, uye munhu achifambisa nhengo dzomuviri.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word