KwaunobvaDuramazwiMmhosho

Duramazwi · zita

mhosho

error

mhotswa

Zvinoreva

Mhosho kutadza kuita chinhu nemazvo kana kuti kukanganisa.

1

Mhosho kutadza kuita chinhu nemazvo kana kuti kukanganisa.

Kana wanyora rondedzero yako, tora nguva kudzokorora kuverenga uchigadzirisa mhosho dzaungadai waita.

Vatauri vendimi idzi, vanga vachimanikidzwa kunyora zvavasingatauri izvo zvanga zvichikonzera mhosho dzakawanda pakunyora kwavo.

Kuita mhosho kutadza kunanga zvakanaka chinhu chawanga uchida kurova.

2

Kuita mhosho kutadza kunanga zvakanaka chinhu chawanga uchida kurova.

Zvakafanana

mhotswa

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word