Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu asina chokwadi chakazara nezvaari kutaura nezvazvo.
1
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu asina chokwadi chakazara nezvaari kutaura nezvazvo.
Mhoti aenda kuHarare?
Mhoti ndinotodzimbwa nekuponga kwakaita tarisiro dzangu here.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhotsa
Kana chinhu chikaita mhotsa chinenge chakasiyana nezvimwe zvose. Iwe wakazoitazve mhotsa mumba menyu. Vamwe vese vapfupi kunze kwako.
VerengaSwipe for the next word