Duramazwi
Zvinoreva
Kukudza munhu nenzira yekumuchingamidza (to greet).
1
Kukudza munhu nenzira yekumuchingamidza (to greet).
Kana uchitambira vaenzi unenge uchivamhorosa nekuvapinza mumba kana mumusha.
Kutatira kumbundikira munhu waunenge uchimhorosa, uchitaridza kumufarira.
Tinoshandisa vabati senzira yokumhorosa nayo vanhu vanenge vachiita basa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhosho
error
VerengaSwipe for the next word