Duramazwi · zita
mhou
bony · ostrich · cow
n'ombekadzimhowani
Duramazwi · zita
bony · ostrich · cow
Mhou imombe hadzi yakambobereka.
Mhou imombe hadzi yakambobereka.
Hapana mhou inokumira mhuru isiri yayo.
Kana kuchinge kwafa munhurume kunouraiwa mombe nzombe, kana ngavi asi kukafawo mukadzi kunouraiwa mhou.
Mhou yakati bhoo ichichemera mhuru yayo yaive yarasika.
Mhou ishiri huru kudarika dzimwe dzose, isingagoni kubhururuka asi ichimhanya zvikuru, uye ine nyama inonaka seyemombe,
n'ombekadzi · mhowani
Duramazwi
01 / 03mhova
Kumhova kupera upenyu kwechinhu chisikwa panenge chichifa.
VerengaSwipe for the next word