Duramazwi · zita
1
Kana ukarega n'ombe dzose idzi dzichivhengana nedzako unozonetseka pakuketa.
Baba vanowanza kumutsa vakomana kuti vasunge n'ombe panguva dzemambakurira.
Kuti _mvirinyinyi_ kwakaita n'ombe iyi kutomhan'ara kuti iri kurwara.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03n'on'odza
Ku-n'on'odza kuridza simbi uchishandisa imwe simbi.
VerengaSwipe for the next word