KwaunobvaDuramazwiNn'un'una

Duramazwi

n'un'una

Zvinoreva

Kun'un'una kudya chinhu uchidimbura zvidimbu kubva pachinhu chakaomarara sezvakaita bhonzo.

1

Kun'un'una kudya chinhu uchidimbura zvidimbu kubva pachinhu chakaomarara sezvakaita bhonzo.

Kana tsuro mukadziisira matanda omuriwo dzinopedza ose dzichin'un'una.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

n'un'unu n'un'unu

Kuti n'un'unu n'un'unu kudya magodo zvine karuzha mukati sezvinowanzaita imbwa.

Verenga

Swipe for the next word