Duramazwi
Zvinoreva
Kuti n'un'unu n'un'unu kudya magodo zvine karuzha mukati sezvinowanzaita imbwa.
1

Kuti n'un'unu n'un'unu kutaura nezwi riri pasi munhu achiratidza kusafara nezvinenge zvaitika.
2

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03n'unu n'unu
Kana vanhu vachiti n'unu n'unu vanenge vachitaura nekazevezeve vari pavo voga, pasina vanhu vakawanda.
VerengaSwipe for the next word