KwaunobvaDuramazwiNna

Duramazwi

na

and

Zvinoreva

iri idzitsi rechipauro chinoreva uwandu hwezvinhu zviri pakati pezvitatu nezvishanu.

Ichi chiratidzi chokutsinhira chinoshandiswa nechimwe chiratidzi chapedyo kana kuti chokure.

Ichi chivakamberi chezita chinodupukisa chinhu chiri kutaurwa.

Ichi chiitomwana chinoratidza kuti une chimwe chinhu.

dzaakatora kumba kwedu. Ini ndine vanin'ina vashanu.

1

Akatenga mazai mana, akaadya ese ari mambishi takamutarira kudai.

Akachema aripo ipapo hake uku zvemari yaanga atumwa tsvee akuita zvekudenhana na Tanaka.

Pakangopesana Mamoyo, Debra na Maitakue, BaTakue vakabva vasarawo vachipinda pamai Takue.

2

Ichi chiratidzi chokutsinhira chinoshandiswa nechimwe chiratidzi chapedyo kana kuti chokure.

Iyena aifunga kuti ari kuitei?

Akachema aripo ipapo hake uku zvemari yaanga atumwa tsvee akuita zvekudenhana na Tanaka.

Pakangopesana Mamoyo, Debra na Maitakue, BaTakue vakabva vasarawo vachipinda pamai Takue.

3

Ichi chivakamberi chezita chinodupukisa chinhu chiri kutaurwa.

Tangotaura kwechinguvana asati akwira mubhazi. Akaroorwa achiri mwanana chaiye.

Akachema aripo ipapo hake uku zvemari yaanga atumwa tsvee akuita zvekudenhana na Tanaka.

Pakangopesana Mamoyo, Debra na Maitakue, BaTakue vakabva vasarawo vachipinda pamai Takue.

4

Ichi chiitomwana chinoratidza kuti une chimwe chinhu.

Majoni haana kubhadhara

Kuma nheru Dee na Tizirai vakauya vakabata kahuku netumavhegi.

Tadiwa na Tanaka vainge vakachena zvisina mukare akamboona.

5

dzaakatora kumba kwedu. Ini ndine vanin'ina vashanu.

Tadiwa na Tanaka vainge vakachena zvisina mukare akamboona.

Munhu waanga aine # dzaaiziva ndibatakue na Debra.

Tadiwa na Debra vaivawo nehushamwari havo.

Zvakafanana

cho

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

na- [ne-]

Ichi chivakiso chinoshandiswa pakutaura zita romunhu waunege uchipika naye kuratidza kuti uri kutaura chokwadi.

Verenga

Swipe for the next word