KwaunobvaDuramazwiIina

Duramazwi

ina

four

-na

Zvinoreva

Chiyero chemapfumbamwe akagurwa nepakati (four).

Ichi chipauro chinoshando-swa mumupanda 10.

1

Chiyero chemapfumbamwe akagurwa nepakati (four).

Akasvikowana vanin'ina vake, Tapiwa, Tamuka nehanzvadzi yake, Chandisaita, vose varimo.

Ndakavakwazisa hangu ndokubva ndavaudza kuti ndiri mwana wemunin'ina wamai Noku akashaika.

Tambaoga akanga akatarira kuti zvimwe munin'ina wake, Tapiwa, achauyawo padare asi haana kuuya.

2

Ichi chipauro chinoshando-swa mumupanda 10.

Akasvikowana vanin'ina vake, Tapiwa, Tamuka nehanzvadzi yake, Chandisaita, vose varimo.

Munopinda vanhu vanoti vanaamai, madzimbuya, madzisekuru, madzikoma nevanin'ina.

Chindori chine nzira dzinosvika ina idzo chinoumbwa nadzo.

Zvine chekuita

-na

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word