KwaunobvaDuramazwiIimvi

Duramazwi · zita

imvi

Zvinoreva

Imvi ivhudzi romunhu rinenge rava kuchena rakatarangana, asi musoro usati wachena wose.

1

Kana munhu ava kuchembera anotanga kuonekwa kumera imvi.

Imvi ivhudzi romunhu rinenge rava kuchena rakatarangana, asi musoro usati wachena wose.

Zvakafanana

mbuve

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word