Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chisazita chomupanda 18.
1
Ichi chisazita chomupanda 18.
Imo mumba umu munogara vanhu vangani chaizvo?
Kana muchero uchiodza unenge uchiita vana vanonyepera kuibva kunze imo mukati makaora.
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03imomo
Ichi chiratidzakure chetsinhiro chinoshandiswa mumupanda 18 kuratidza zvinhu zviri mukati.
VerengaSwipe for the next word