KwaunobvaDuramazwiIimi

Duramazwi

imi

ye

Zvinoreva

Ichi chisazita chinomirira vananyakutaurirwa vakawanda, kana kuti mumwe chete anoremekedzwa.

1

Ichi chisazita chinomirira vananyakutaurirwa vakawanda, kana kuti mumwe chete anoremekedzwa.

Imi vana vechikoro munenge muchitsvakei mumabhawa? Ndinenge ndichiziva zvangu kuti imi sekuru vangu hamumbondirasa.

Mukutaura kuti mhamha vanozvimba chitaka handiti imi murisahwira wavo here?

Pama kabva kumusha hamuna kuwana door renyu rebedroom rakavhurwa imi?

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

imi woye

Uku kutaura kunoita munhu achitsvaka kuti vanhu vamunzwisise pane zvaanenge aita.

Verenga

Swipe for the next word