Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbuve ivhudzi remunhu rinenge rava kuchena rakatarangana, asi risati rachena musoro wose.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbuwe [mbuo]
Mbuwe chibhururukwa chinowanikwa munzvimbo dzinopisa, inoruma nekusveta ropa pamhuka nepavanhu.
VerengaSwipe for the next word