KwaunobvaDuramazwiMmbuya

Duramazwi

mbuya

ancestress

Zvinoreva

Mbuya rudzi rwemuriwo.

1

Mbuya rudzi rwemuriwo.

Mbuya Takue vakanzwa tsitsi zvisingaite nokuti mwana wavo aive panguva yakaoma chaipo.

Vamhofu, BaTakue, mbuya Mhofu naMaitakue vakabva vatakurwa kwave kuendwa navo kumapurisa.

Vakatanga kumurova nemugoti ainge ongo screemer zvino mbuya Mhofu naVamhofu vakauya vachimhanya.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbuyawasha

Mbuyawasha ndimai vemukadzi wemunhurume anenge akaroora.

Verenga

Swipe for the next word