KwaunobvaDuramazwiAambuya

Duramazwi · zita

ambuya

grandmother · grandma · mother-in-law

Zvinoreva

Mubereki womubereki ari wechikadzi.

Mbuyawasha.

1

Mubereki womubereki ari wechikadzi.

Ambuya vaTakue vakamhanya kwave kumbundira mwana wavo ndokutanga kuchema vakadaro.

Uye ainge onetsekana kuti ko ambuya vake vanoitawo zvakanaka riinhi.

Maimhofu havana kuda kuita shungu dzekuudza vana kuti ambuya vavo vainge vachiuya zuva raitevera.

2

Ambuya munhukadzi akazvara baba kana mai wako.

3

Ambuya mukoma kana munin'ina womubereki wamai kana baba vako.

4

Ambuya mudzimai wasekuru, hanzvadzi yaamai.

5

Ambuya izita rinoshandiswa pakusheedza munhukadzi wese achembera.

6

Mbuyawasha.

Ambuya vaTakue vakamhanya kwave kumbundira mwana wavo ndokutanga kuchema vakadaro.

Uye ainge onetsekana kuti ko ambuya vake vanoitawo zvakanaka riinhi.

Maimhofu havana kuda kuita shungu dzekuudza vana kuti ambuya vavo vainge vachiuya zuva raitevera.

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word