Duramazwi · zita
amwene
vamwene
Duramazwi · zita
Amai Mhofu nemurume wavo vakafunga kuno swera vachiona amwene vavo musi uyu.
Vanonzwa kuitirwa zvakanaka kana amwene vavo varipo nekuti munhu akasununguka kuudza nhamo dzose.
Zvisinei vakafara zvisingaite nekuti amwene vavo ndivo vaivamarriage counselor wavo Kubva vachipinda mumba.
vamwene
Duramazwi
01 / 03ana-
Anna
VerengaSwipe for the next word