Kwaunobva/Duramazwi/A/amvuropu
Duramazwi · zita
Hamvuropu ibutiro repepa rinoiswa tsamba isati yaendeswa ku posvo. Ndakaputira tsamba yomudiwa wangu muhamviropu ina maruva.
emvuropu
Duramazwi
amwene
ana-
Anna
anadhini
Anadhini mushonga unopedza marwadzo, unowanzowanikwa semapiritsi.
Swipe for the next word