KwaunobvaDuramazwiAamburenzi

Duramazwi · zita

amburenzi

ambulance

dutavarwere

Zvinoreva

Amburenzi imotokari inoshandiswa kutakura varwere kana kuti vanhu vakuvara kuenda kuchipatara.

1

Amburenzi inoonekwa ichitakura amai varohwa ava kuenda navo kuchipatara.

Amburenzi imotokari inoshandiswa kutakura varwere kana kuti vanhu vakuvara kuenda kuchipatara.

Unofunga kuti motokari yeamburenzi yaitsvakei pamba apa.

Zvakafanana

dutavarwere

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word