Duramazwi · zita
amburera
umbrella
Duramazwi · zita
umbrella
Amburera kamudziyo kanobhebheuka kuita katenga kanoshandiswa kudzivirira mvura kana zuva munhu achifamba.

Chinhu chekudzivirira mvura kana zuva (amburera).
Kubhebheuka kuvhurika nekukurumidza sezvingaite samburera yapindwa nemhepo.
Duramazwi
01 / 03amburifaya
Amburifaya ipati inoita kuti mutinhiro weredhiyo kana zvimwe zviridzwa ukwire, uzobuda uchisheedzesa.
VerengaSwipe for the next word