Duramazwi · zita
amaiguru
older maternal mother; older sister of one's wife
Duramazwi · zita
older maternal mother; older sister of one's wife
Apa aive akuchinyatsoona kushata kwezvinhu manje nekuti matsamwiro amaiguru vake aiona kuti vaigona kuzongomuuraya.
Mhosva yacho iri yekuti mama vaive vandizvara nabamkuru murume wamaiguru ivava.
Zvamaiguru zvekuti munhu haanamati ega ndakatombozvirasira Pasi ndakutaura nemusiki wangu.
Duramazwi
01 / 03amainini
younger maternal mother; younger sister of one's wife
VerengaSwipe for the next word