KwaunobvaDuramazwiAamai

Duramazwi · zita

amai

mommy · mother · motherhood · motherless · mum · mummy

1

Tadiwa akatoona kuti amai ava havaimbomutaurira nekuti vaiita sevai musurpoter.

Hana yake yairova zvisingaite akafunga kuti amai vake vadzoka asi mumwe moyo waifara.

Tadiwa aichema zvisingaite apo aiziva kuti amai vake vainge vadzoka zvino aizoendepi.

2

Zvine chekuita

mai

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

amaiguru

older maternal mother; older sister of one's wife

Verenga

Swipe for the next word