KwaunobvaDuramazwiAakomana

Duramazwi

akomana

Zvinoreva

Vanhu vechirume vasati vakura (boys/guys).

1

Vanhu vechirume vasati vakura (boys/guys).

Ini ndakatsvaga kwangu ndega kwekungogara kuitira kuti ndisazosangane nevakomana.

Ibasa redu vanakomana kukutsvagirai muriwo wesadza ramunotibikira.

Chero mukave muclass chaimo haufaniri kugara pedyo nevakomana.

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

akwita

Kuakwita kuregedza munhu mushure mekunge awanikwa asina mhosva mudare redzimhosva.

Verenga

Swipe for the next word