Duramazwi · zita
akirobhati
acrobat
Duramazwi · zita
acrobat
Akirobhati munhu anofadza vanhu kuburikidza nekushandisa nhengo dzemuviri wake kuita zvinhu zvisingagonekwi nevanhu vakawanda.

Duramazwi
01 / 03akitekicha
architecture
VerengaSwipe for the next word