KwaunobvaDuramazwiVvakomana

Zvinoreva

Kana mutereri achiti vakomana zvinenge zvichiratidza kuti nyaya yacho ari kuinzwisisa uye achiri kuda kunzwa zimwezve pamosoro.

1

Kana mutereri achiti vakomana zvinenge zvichiratidza kuti nyaya yacho ari kuinzwisisa uye achiri kuda kunzwa zimwezve pamosoro.

Vakomana vakaseka havo iko zvino BaTakunda vainge vasisa nyare.

Vakomana vadiki vainge vaenda kumaricho.

2

Kana muteereri achiti vakomana zvinenge zvichiratidza kuti ari kusiririswa nezviri kutaurwa.

I-i vakomana. Ndizvo zvakazoitika izvi?

Zvine chekuita

vasikana

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word