KwaunobvaDuramazwiVvakirira

Duramazwi

vakirira

Zvinoreva

Kuvakirira chinhu kuchigadzirira chidziro kana kuisa ruzhowa rwungabatsira kuchitsigira kana kuchisimudzira pamusoro. Mauva aya aigara akadyiwa nembudzi tikaavakirira kuti dzisasvikira.

1

Kuumbidzira kuvakirira chinhu pasi pacho nokuita mujinjiziri wevhu.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word