Duramazwi03 / 03vakiriraKuvakirira chinhu kuchigadzirira chidziro kana kuisa ruzhowa rwungabatsira kuchitsigira kana kuchisimudzira pamusoro. Mauva aya aigara akadyiwa nembudzi tikaavakirira kuti dzisasvikira.Verenga→