KwaunobvaDuramazwiVvasikana

Duramazwi

vasikana

girls

amuna woyevakomana

Zvinoreva

Kana muteereri achiti vasikana zvinenge zvichiratidza kuti ari kusiririswa nezviri kutaurwa.

1

Kana muteereri achiti vasikana zvinenge zvichiratidza kuti ari kusiririswa nezviri kutaurwa.

Maidei aingodzungudza musoro achiti, *Vasikana,* paaitaurirwa nyaya dzomuhondo.

Takaenda pagodini ndokubva vasikana vandikwidza ndokuonekana ivo vosara kutown.

This time around vasikana vakatoita zvekutozonditora muclass mangu chaimo.

2

Kana muteereri achiti vasikana zvinenge zvichiratidza kuti nyaya yacho ari kuinzwisisa uye achiri kuda kunzwa zvimwezve pamosoro payo.

Zvakafanana

amuna woye

Zvine chekuita

vakomana

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word