KwaunobvaDuramazwiMmusikana

Duramazwi · zita

musikana

damsel · girl · maiden

Zvinoreva

Musikana munhukadzi anenge ava pazera riri pakati pehwana neukuru, asati aroorwa.

1

Musikana munhukadzi anenge ava pazera riri pakati pehwana neukuru, asati aroorwa.

Tadiwa akange ongonyemwerera hake apo aiva uno musikana mutsvuku angaane dimple rimwe kudama rekuright.

Kunzi musikana kana kuti mukomana Ari apa kudya.

Musikana isango rehuni rinotsvagwa naani nani.

Zvakasiyana

mukomana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musikana anoshanda mumba

maid

Verenga

Swipe for the next word