KwaunobvaDuramazwiCchimhandara

Duramazwi · zita

chimhandara

Zvinoreva

Mhandara.

1

Mhandara.

Chimhandara ichi charingindira zvinoyevedza.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimhapure

Chimhapure mutambo waitambwa kare wokuti vanhu vairidza ngoma vachitamba vachiita zvokusvetuka.

Verenga

Swipe for the next word