KwaunobvaDuramazwiCchimepfu

Duramazwi · zita

chimepfu

Zvinoreva

Chimepfu chidimbu chidiki chinenge chabviswa pachinhu chakapfava. Chimepfu chechingwa chadonhera mutii.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimera

Chimera zviyo zvakaita serukweza nemapfunde kana mhunga, zvinonyikwa mumvura, zvomera, zvozokuyiwa kana zvaoma kuita upfu hunoshandiswa kubika doro kana maheu.

Verenga

Swipe for the next word