Duramazwi · zita
Musikavanhu la
Zvinoreva
Uyu munhu wakarekare anonzi ndiye akazvara marudzi nemarudzi ari pasi pano.
1
Uyu munhu wakarekare anonzi ndiye akazvara marudzi nemarudzi ari pasi pano.
Kuradzira kusiya chirombo chomunhurume chakazorora chiri musikarudzi yomunhukadzi.
Uronyo ndezvakaita zvimvura zvichena zvinobuda musikarudzi yemurume, zvine mbeu inogona kuzvarisa mukadzi.
Manyemba itsvina yakaita tusadza tuchena, inoita musikarudzi yemunhurume kana munhukadzi kana achinge apedza nguva refu asina kugeza.
Zvakafanana
Musikavanhu la
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musikavakadzi
Iyi mishonga inoita kuti vasingazvare vakwanise kuzvara.
VerengaSwipe for the next word