Duramazwi01 / 03musikisaMusikisa wepoto chisimba chakareba kana chidiki chikobvu, chinoshandiswa kuibatisa.Verenga→
Duramazwi03 / 03musimbatiMusimbati muti unoita mapazi akawanda nemashizha akaungana pamwe chete, uye maruva madiki eruvara rwuchena kana rwekirimu.Verenga→