KwaunobvaDuramazwiMmusimbati

Duramazwi · zita

musimbati

musikivi

Zvinoreva

Musimbati muti unoita mapazi akawanda nemashizha akaungana pamwe chete, uye maruva madiki eruvara rwuchena kana rwekirimu.

1

Zvakafanana

musikivi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musimbirakutete

Kana munhu achinzi ndimusimbirakutete anenge ane tsika yokugarorova vadiki kwaari, asi achitya kurwa nevezera rake.

Verenga

Swipe for the next word