KwaunobvaDuramazwiMmusimbwa

Duramazwi · zita

musimbwa

resistance

musindimari

Zvinoreva

Musimbwa kunonoka kuita zvawataurirwa uchiratidza kuti uri kutoita zvenharo.

1

Zvakafanana

musindimari

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musimha

Musimha igomba rakadzika, rinocherwa nemajuru kana mbeva.

Verenga

Swipe for the next word