KwaunobvaDuramazwiMmusikanzwa

Duramazwi · zita

musikanzwa

muzvidzomushabamusaikunzwa

Zvinoreva

Musikanzwa kuramba kutevedzera zvakanaka zvaunofanirwa kuita kana zvaunoudzwa navakuru.

1

Musikanzwa kuramba kutevedzera zvakanaka zvaunofanirwa kuita kana zvaunoudzwa navakuru.

Kamhepo kaye kanenge kachidiwa kakatanga hako kuita musikanzwa kwave kuvhura curtain zvishomanene.

Inoreva kuti hakuna munhu anogona mwana nokuti vana vanogona kungokuitira musikanzwa chero nguva.

Musikanzwa kuramba kutevedzera zvakanaka zvaunofanirwa kuita kana zvaunoudzwa navakuru.

Zvakafanana

muzvidzo · mushaba · musaikunzwa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

Musikarudzi

Uyu munhu wakarekare anonzi ndiye akazvara marudzi nemarudzi ari pasi pano.

Verenga

Swipe for the next word